Mabasa Avapostori 9:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati asvika kuJerusarema akaedza kuti abatane navadzidzi, asi vose vakanga vachimutya, vasingatendi kuti akanga ava mudzidzi wechokwadi.

Mabasa Avapostori 9

Mabasa Avapostori 9:21-35