Mabasa Avapostori 9:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Ishe akati kuna Ananiasi, “Enda! Murume uyu mudziyo wangu wandakasanangura kuti aende nezita rangu pamberi pavahedheni napamberi pamadzimambo avo uye napamberi paIsraeri.

Mabasa Avapostori 9

Mabasa Avapostori 9:12-18