Mabasa Avapostori 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ananiasi akapindura akati, “Ishe, ndakanzwa mashoko akawanda pamusoro pomurume uyu, uye zvakaipa zvose zvaakaitira vatsvene venyu muJerusarema.

Mabasa Avapostori 9

Mabasa Avapostori 9:12-19