Mabasa Avapostori 9:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ishe akati kwaari, “Enda kumba kwaJudhasi panzira inonzi Nzira Yakarurama undobvunza murume anonzi Sauro anobva kuTasasi, nokuti ari kunyengetera.

Mabasa Avapostori 9

Mabasa Avapostori 9:4-15