Mabasa Avapostori 8:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vabuda mumvura, Mweya waShe wakatora Firipi pakarepo, uye muyunaki haana kuzomuonazve, asi akafamba munzira yake achifara kwazvo.

Mabasa Avapostori 8

Mabasa Avapostori 8:31-40