Mabasa Avapostori 8:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Firipi akamhanya achienda kungoro akanzwa murumwe uya achiverenga kubva kuna Isaya muprofita. Firipi akati kwaari, “Uri kunzwisisa zvauri kuverenga here?”

Mabasa Avapostori 8

Mabasa Avapostori 8:22-39