Mabasa Avapostori 8:15-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

15. Vakati vasvika, vakavanyengeterera kuti vagamuchire Mweya Mutsvene,

16. nokuti Mweya Mutsvene akanga asati auya pamusoro paani zvake wavo; vakanga vangobhabhatidzwa muzita raIshe Jesu.

17. Ipapo Petro naJohani vakaisa maoko pamusoro pavo, vakagamuchira Mweya Mutsvene.

Mabasa Avapostori 8