Mabasa Avapostori 7:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akapa Abhurahama sungano yokudzingiswa. Abhurahama akabereka Isaka akamudzingisa zuva rorusere shure kwokuberekwa kwake. Shure kwaizvozvo Isaka akabereka Jakobho, uye Jakobho akabereka madzitateguru ane gumi navaviri.

Mabasa Avapostori 7

Mabasa Avapostori 7:3-18