Mabasa Avapostori 7:58 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vakamuzvuzvurudzira kunze kweguta vakatanga kumutaka namabwe. Uye, vaya vaiva zvapupu vakandoisa nguo dzavo patsoka dzejaya rainzi Sauro.

Mabasa Avapostori 7

Mabasa Avapostori 7:54-60