Mabasa Avapostori 7:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwakambova nomuprofita asina kutambudzwa namadzibaba enyu here? Vakauraya kunyange vaya vakaprofita kuuya kwaIye Oga Akarurama. Uye zvino makamupandukira mukamuuraya,

Mabasa Avapostori 7

Mabasa Avapostori 7:45-53