Mabasa Avapostori 7:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haana nhaka imomo, kunyange paangatsika norutsoka rwake. Asi Mwari akamuvimbisa kuti iye nezvizvarwa zvake zvaimutevera vaizotora nyika ino, kunyange panguva iyoyo Abhurahama akanga asina mwana.

Mabasa Avapostori 7

Mabasa Avapostori 7:2-11