Mabasa Avapostori 7:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndiye Mozisi uya wavakanga varamba namashoko okuti, ‘Ndianiko akakuita mubati nomutongi wedu?’ Ndiye akatumwa naMwari pachake kuti ave mubati nomusununguri wavo, kubudikidza nomutumwa akazviratidza kwaari mugwenzi.

Mabasa Avapostori 7

Mabasa Avapostori 7:34-44