Mabasa Avapostori 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akapindura achiti, “Hama dzangu nemi madzibaba, nditeererei! Mwari wokubwinya akazviratidza kuna baba vedu Abhurahama paakanga achiri kuMesopotamia, asati agara muHarani.

Mabasa Avapostori 7

Mabasa Avapostori 7:1-12