Mabasa Avapostori 7:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mitumbi yavo yakatakurwa ikaendeswa kuShekemu vakavigwa muguva rakanga ratengwa naAbhurahama kubva kuvanakomana vaHamori, paShekemu, nomutengo wemari yakati kuti.

Mabasa Avapostori 7

Mabasa Avapostori 7:8-21