Mabasa Avapostori 7:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvo, Josefa akatuma shoko kuti baba vake Jakobho, nemhuri yavo yose, vanhu makumi manomwe navashanu pamwe chete, vauye.

Mabasa Avapostori 7

Mabasa Avapostori 7:9-21