Mabasa Avapostori 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kusapindirana kwakamuka, kuchibva kunhengo dzeSinagoge roVokusununguka (ndiro raiva zita ravo), vaJudha vokuSairini nokuArekizandiria pamwe chete namatunhu eKirikia neEzhia. Varume ava vakatanga kukakavadzana naSitefani,

Mabasa Avapostori 6

Mabasa Avapostori 6:1-10