Mabasa Avapostori 5:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, panyaya iyi ndinokurayirai kuti: Regai vanhu ava vakadaro! Regai vaende! Nokuti kana kufunga kwavo kuri kwomunhu, kuchaguma.

Mabasa Avapostori 5

Mabasa Avapostori 5:31-42