Mabasa Avapostori 5:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Takakurayirai, zvakasimba kuti murege kudzidzisa muzita iri. Asi mazadza Jerusarema rose nedzidziso yenyu uye munoda kuti tive nemhosva yeropa romurume uyu.”

Mabasa Avapostori 5

Mabasa Avapostori 5:27-33