Mabasa Avapostori 5:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakazvinzwa, mukuru wavarindi akabva aenda navabati vake akandouya navapostori. Havana kuzviita nokumanikidza, nokuti vaitya kuti vanhu vangavatake namabwe.

Mabasa Avapostori 5

Mabasa Avapostori 5:17-31