Mabasa Avapostori 5:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakapinda mutemberi mangwanani, sezvavakanga vaudzwa, vakatanga kudzidzisa vanhu.Muprista mukuru navamwe vake vakati vasvika, vakaunganidza Dare Guru ramakurukota, ungano yose yavakuru, vakatumira vanhu kuti vandotora vapostori kujeri.

Mabasa Avapostori 5

Mabasa Avapostori 5:18-28