Mabasa Avapostori 5:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwaizvozvo, vanhu vakauya navairwara munzira dzomumisha vakavaradzika pamibhedha napahukwe vachiitira kuti mumvuri waPetro ungawira pana vamwe vavo paainge ava kupfuura napavari.

Mabasa Avapostori 5

Mabasa Avapostori 5:5-17