Mabasa Avapostori 4:35-37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

35. vakazviisa pamberi pavapostori, uye yakagoverwa kuna ani zvake sokushayiwa kwake.

36. Josefa, muRevhi aibva kuSaipurasi, uyo akatumidzwa navapostori kunzi Bhanabhasi (kureva kuti Mwanakomana woKukurudzira),

37. akatengesa munda wake akauya nemari akaiisa pamberi pavapostori.

Mabasa Avapostori 4