Mabasa Avapostori 4:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo Herodhi naPondiasi Pirato vakaungana pamwe chete navaHedheni uye navanhu veIsraeri muguta rino kuzorangana kurwisa Jesu muranda wenyu mutsvene, iye wamakazodza.

Mabasa Avapostori 4

Mabasa Avapostori 4:26-33