Mabasa Avapostori 4:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokuvayambirazve vakavarega vakaenda. Havana kugona kufunga kuti vangavatonga sei, nokuti vanhu vose vakanga vachirumbidza Mwari pamusoro pezvakanga zvaitika.

Mabasa Avapostori 4

Mabasa Avapostori 4:16-23