Mabasa Avapostori 3:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Akati aona Petro naJohani voda kupinda, akavakumbira mari.

4. Petro akamutarisisa, Johani akadarowo. Ipapo Petro akati kwaari, “Titarise!”

5. Saka murume akavatarira, achifunga kuti achapiwa chinhu navo.

Mabasa Avapostori 3