Mabasa Avapostori 3:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imi muri vadyi venhaka yavaprofita neyesungano yakaitwa naMwari namadzibaba enyu. Akati kuna Abhurahama, ‘Marudzi ose apanyika acharopafadzwa kubudikidza navana vako.’

Mabasa Avapostori 3

Mabasa Avapostori 3:15-26