Mabasa Avapostori 3:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mumwe murume akanga aberekwa ari chirema, aitakurwa achiendeswa pasuo retemberi rainzi Rakanaka, uye aiiswa ipapo mazuva ose kuti apemhe kuna avo vaipinda mutemberi.

Mabasa Avapostori 3

Mabasa Avapostori 3:1-3