Mabasa Avapostori 28:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakanga pano munda waiva pedyo ipapo wakanga uri waPabhuriosi, muchinda mukuru wechitsuwa icho. Akatigamuchira kumba kwake akatichengeta zvakanaka kwamazuva matatu.

Mabasa Avapostori 28

Mabasa Avapostori 28:1-8