Mabasa Avapostori 28:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mazuva matatu akati apfuura, akakoka vatungamiri vavaJudha. Vakati vaungana, Pauro akati kwavari, “Hama dzangu, kunyange ndisina kuita chinhu chakaipa kuvanhu vokwedu kana pamusoro petsika dzamadzitateguru edu, ndakasungwa muJerusarema ndikaiswa mumaoko avaRoma.

Mabasa Avapostori 28

Mabasa Avapostori 28:14-27