Mabasa Avapostori 28:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hama dzaikoko dzakanga dzanzwa kuti takanga tichiuya, naizvozvo vakafamba kusvikira kuMusika weApio napaMahotera Matatu kuti vazosangana nesu. Pauro, paakaona varume ava, akavonga Mwari uye akakurudzirwa.

Mabasa Avapostori 28

Mabasa Avapostori 28:12-24