Mabasa Avapostori 28:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwedzi mitatu yakati yapfuura, takaenda kugungwa tikakwira muchikepe chakanga chapedza mwaka wechando chiri pachitsuwa apa. Chakanga chiri chikepe chokuArekizandiria chakanga chine misoro miviri yavamwari mapatya, ivo Kasitori naPorukisi.

Mabasa Avapostori 28

Mabasa Avapostori 28:2-15