Mabasa Avapostori 27:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Takarasikirwa nenguva yakawanda kwazvo, uye kufambisa chikepe kwakanga kwava nengozi nokuti zvino Nguva Yokutsanya yakanga yatopfuura. Saka Pauro akavayambira akati,

Mabasa Avapostori 27

Mabasa Avapostori 27:8-17