Mabasa Avapostori 27:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunze kwakati kwaedza, havana kuziva nyika iyo, asi vakaona nzvimbo yaiva nejecha, apo pavakasarudza kuti vamise chikepe kana zvaigona.

Mabasa Avapostori 27

Mabasa Avapostori 27:33-42