Mabasa Avapostori 27:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokutaura kwake izvozvo, akatora chingwa akavonga kuna Mwari pamberi pavo vose. Ipapo akachimedura akatanga kudya.

Mabasa Avapostori 27

Mabasa Avapostori 27:26-38