Mabasa Avapostori 27:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwava kuda kuedza, Pauro akavakurudzira kuti vadye achiti, “Mazuva gumi namana apfuura, manga makangogara musingadyi, hamuna kutongodya kana chinhu.

Mabasa Avapostori 27

Mabasa Avapostori 27:29-38