Mabasa Avapostori 27:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakatora zvokuyera kudzika kwemvura vakaona kuti mvura yakanga yakadzika mamita makumi mana. Shure kwenguva pfupi, vakayerazve vakawana kuti pakanga padzika namamita makumi matatu.

Mabasa Avapostori 27

Mabasa Avapostori 27:22-33