Mabasa Avapostori 27:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokunge vanhu vagara nguva refu vasina zvokudya, Pauro akamira pamberi pavo akati, “Varume, maifanira kunge makateerera zano rangu rokuti murege kubva paKirete; ipapo mungadai makazviponesa pakuparadza nokurasikirwa uku.

Mabasa Avapostori 27

Mabasa Avapostori 27:14-26