Mabasa Avapostori 26:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatanga kuparidza kuna avo vaiva muDhamasiko, nokuna avo vaiva muJerusarema nomuJudhea yose, uye nokuvaHedheniwo kuti vatendeuke vadzokere kuna Mwari vagoratidza kutendeuka kwavo namabasa avo.

Mabasa Avapostori 26

Mabasa Avapostori 26:17-29