Mabasa Avapostori 26:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuti usvinudze meso avo nokuvadzora kubva kurima kuti vauye kuchiedza, nokubva musimba raSatani kuti vauye kuna Mwari, kuti vagamuchire kanganwiro yezvivi uye vawane nzvimbo pakati paavo vakaitwa vatsvene nokutenda kwandiri.’

Mabasa Avapostori 26

Mabasa Avapostori 26:8-26