Mabasa Avapostori 26:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino chisimuka umire netsoka dzako. Ndazviratidza kwauri kuti ndikugadze somuranda uye sechapupu chezvawaona kwandiri uye nezvandichakuratidza.

Mabasa Avapostori 26

Mabasa Avapostori 26:11-20