Mabasa Avapostori 26:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nguva zhinji ndaibva kune rimwe sinagoge ndichienda kune rimwe ndichiita kuti varangwe, uye ndakaedza kuvamanikidza kuti vamhure Mwari. Noruvengo rwandaiva narwo pamusoro pavo, ndakaenda kunyange kuna mamwe maguta avatorwa kundovatambudza.

Mabasa Avapostori 26

Mabasa Avapostori 26:8-18