Mabasa Avapostori 25:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakakumbira zvikuru kuna Fesitasi, sechinhu chinofadza kwavari, kuti Pauro aendeswe kuJerusarema, nokuti vakanga vachigadzirira kumuvandira kuti vagomuuraya munzira imomo.

Mabasa Avapostori 25

Mabasa Avapostori 25:1-5