Mabasa Avapostori 25:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Fesitasi akati, “Mambo Agiripa nemi mose muri pano nesu, muri kuona munhu uyu! Ungano yose yavaJudha yakandikumbira pamusoro pake muJerusarema uye nomuno muKesaria, vachidanidzira vachiti haafaniri kutongoramba ari mupenyu.

Mabasa Avapostori 25

Mabasa Avapostori 25:18-27