Mabasa Avapostori 25:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Agiripa akati kuna Fesitasi, “Ndingada kunzwa munhu uyu pachangu.” Akapindura akati, “Muchamunzwa mangwana.”

Mabasa Avapostori 25

Mabasa Avapostori 25:13-24