Mabasa Avapostori 25:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndakavaudza kuti haisi tsika yavaRoma, yokuendesa munhu upi zvake asati asangana navapomeri vake, uye apiwa mukana wokuzvidavirira pamusoro pemhosva yavanomupomera.

Mabasa Avapostori 25

Mabasa Avapostori 25:11-21