Mabasa Avapostori 25:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro hazvo, kana ndine mhosva yokuita chinhu chipi zvacho chinokodzera rufu, handingarambi kufa. Asi kana mhosva dzandinopomerwa navaJudha dzisina chokwadi, hakuna munhu ane mvumo yokundiisa kwavari. Ndinozviisa kuna Kesari!”

Mabasa Avapostori 25

Mabasa Avapostori 25:10-19