Mabasa Avapostori 24:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaJudha vakabvumirana nezvaakanga achipomerwa, vachisimbisa kuti zvinhu izvi zvaiva zvechokwadi.

Mabasa Avapostori 24

Mabasa Avapostori 24:4-19