Mabasa Avapostori 24:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pauro paakanga achidzidzisa pamusoro pokururama, kuzvidzora, nokutongwa kuchauya, Ferikisi akatya akati, “Zvakwana kwazvino! Ungaenda hako. Ndikange ndawana mukana, ndichazokudana.”

Mabasa Avapostori 24

Mabasa Avapostori 24:19-27