Mabasa Avapostori 24:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pauro akati adaidzwa kuti apinde, Teturo akasvitsa nyaya yake kuna Ferikisi achiti, “Isu takafadzwa nenguva refu yorugare pasi poutongi hwenyu, uye kuchenjera kwenyu kwakashandura rudzi urwu.

Mabasa Avapostori 24

Mabasa Avapostori 24:1-3