Mabasa Avapostori 24:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakanga ndakazvinatsa pavakandiwana ndiri mutemberi ndichiita izvi. Pakanga pasina vanhu vazhinji vaiva neni, uye handina kumboita nyonganyonga.

Mabasa Avapostori 24

Mabasa Avapostori 24:11-20